Mateo 19:29
Mateo 19:29 KBT
Pakare wese adosiya dzimba kana vakoma kana hanzvadzi kana baba kana amai kana vana kana minda nondava yangu achatambira zvidopetewa kazana uye nhaka youpenyu husingapere.