Mateo 17:17-18

Mateo 17:17-18 KBT

Zvino Jesu adopindura achiti, “Ndichava naimimi kusvikira rini, naimi vanhu vanasi vadopombonyoka, vasinai kutenda? Ndichakuitirai mwoyo murefu kusvika rini? Uyai naye kuno kwandiri.” Ipopo Jesu adodzuma shave, richibva rabirika mukomana achibva waporerafuti.

អាន Mateo 17