Mateo 14:30-31
Mateo 14:30-31 KBT
Asi paadoona mhepo, adocha, ndokuthanga kunyura achibva wadaidzira achiti, “Ishe ndiponesei.” Nokamangu Jesu adotambanudza ruoko rache ndokumubata, achiti kwaari, “Naiwe nyakutenda kudiki, watsakidzireiko?”