Ruka 4:5-8

Ruka 4:5-8 KBT

Zvino jabhurosi adotora Jesu ndokuenda naye padokwirira nonguwa ipfupipfupiyo adomunangidza umambo hwese hwopasi, adoti kwaari, “Ndinokupasa ukuru hwesehwu nokubhwinya kwahwene, ndava ndidohupasiwa, uye ndinohupasawo wandinoda. Kana ukandinamata, zvese zvingatova zvako.” Zvino Jesu adomupindura achiti, “Kudonyohwa kuti, ‘Unofanira kunamata Ishe Mwari wako basi iye chete ndiye waunofanira kushumira.’”

អាន Ruka 4