Johwani 9:2-3

Johwani 9:2-3 KBT

Vadzidzi vache vadomubvunza kuti, “Mudzidzisi, ko mbani adotadza, murume wakareyu kana kuti vabereki vache, zvidoita kuti azvariwe ari rombe?” Jesu adovapindura kuiti, “Ndizvoba kuti murume iyeyu adotadza, kana kuti mbabereki vache, asi kuti mabasa yaMwari yaoneke maari.

អាន Johwani 9