Johwani 13:14-15
Johwani 13:14-15 KBT
Manje kana inini Ishe wenyu noMudzidzisi, ndashamba tsoka dzenyu, saka munofanirawo kushambidzana tsoka. Nokuti ndakupasai muenzaniso, kuti muitewo zvandaita kwamuri.