Johwani 10:10
Johwani 10:10 KBT
Mbavha inondouya kuti ibe, nokubaya nokupamwadza basi, ini ndidouya kuti vave noupenyu, kuti vave nahwo hudozara.