Mabasa yoNhumwa 25:8
Mabasa yoNhumwa 25:8 KBT
Phauro pakuzvidairira adoti, “Handinai chidoipa chandidoita kana kupikisana nomutemo wovaJudha, kana kupikisana noimba yaMwari, kana kupikisana naSiza.”