Mabasa yoNhumwa 25:6-7

Mabasa yoNhumwa 25:6-7 KBT

Paadogara pakati pavo kwomazuva yasingapfuure masere kana gumi, adoenda kuKesariya, uye pazuva ridotevera adogara pamupando wache nodare ndokuraira kuti vauye naPhauro kwaari. Zvino paadouya, vaJudha vanga vabva kuJerusarema vadomira vadomukomberedza, vachimunenedzera mirandu mizinji idokuritsa yavadotadza kupasa umboo hunogutsa.

អាន Mabasa yoNhumwa 25