Mabasa yoNhumwa 11:17-18

Mabasa yoNhumwa 11:17-18 KBT

Zvino kana Mwari adovapasawo chipo chibodzibodzicho chaadotipasa isisu patidotenda muna Ishe Jesu Khirisitu. Inini ndini yani kuti ndirambidze Mwari?” Pavadonzva zvakarezvo vadonyarara. Ndokukudza Mwari vachiti, “Saka Mwari adopasawo yamwe Marudzi kutendeukira kuupenyu.”

អាន Mabasa yoNhumwa 11