1
Mariko 16:15
KoreKore Bible Translation
KBT
Adoti kwavari, “Endai munyika yese koparidza Nyaya Idonaka kuzvisikwa zvese.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mariko 16:15
2
Mariko 16:17-18
Zviratidzo izvi zvichatevera vanotenda, vachadzinga mweya idoipa muzita rangu, vachanyaira mitauro mitsva. Vachabata nyoka, kana vakamwa nduru inobaya, ichavakuwadzaba, vachaisa maoko yavo pamusoro povanohwara, vahwerevo vopora.”
រុករក Mariko 16:17-18
3
Mariko 16:16
Anotenda achiombekewa anoponesewa, asi asingatende achatongewa.
រុករក Mariko 16:16
4
Mariko 16:20
Zvino vadzidzi vadoenda koparidza kwese kwese, Ishe adoshanda navo, achisimbisa shoko rache nozviratidzo zvanga zvichitevera shoko. Ameni.
រុករក Mariko 16:20
5
Mariko 16:6
Jaha ridoti kwavari, “Rekai kushamisika, handiti muri kutsvaga Jesu woNazareta wanga adorovehwa? Haapo pano wamuka, onai paanga adoradzikiwa.
រុករក Mariko 16:6
6
Mariko 16:4-5
Pavadonangara vadoona kuti ibhwe ranga riri rikuru ranga rakungurutsihwa uko. Pavadopinda muguwa vadoona jaha ridogarikika kurutivi roruji, ridosimira jasi richena, vadobva vashamisika.
រុករក Mariko 16:4-5
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ