1
Mariko 15:34
KoreKore Bible Translation
KBT
Paawa yochipfemba Jesu adodaidzira noruzha, “Eroi, Eroi, ramasabhakatani?” Zvinoreva kuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiireiko?”
ប្រៀបធៀប
រុករក Mariko 15:34
2
Mariko 15:39
Zvino mukuru wozana wanga adomira adonangarana naye, paadonzva kudaidzira kwache nokuona mapfiro yache, adoti, “Chokwadi murume uyu wanga ari Mwanakomana waMwari.”
រុករក Mariko 15:39
3
Mariko 15:38
Ipopo jira romuimba yaMwari ridokeruka nopakati kubva kumusoro richidzika pasi.
រុករក Mariko 15:38
4
Mariko 15:37
Jesu adodaidzira noruzha achibva wapfa.
រុករក Mariko 15:37
5
Mariko 15:33
Paawa yochitanhatu, rima ridofukidza nyika yese kusvikira paawa yochipfemba.
រុករក Mariko 15:33
6
Mariko 15:15
Saka nokuda kugutsa ruzinji, Pirato adosunungura Bharabhasi, ndokurova Jesu, achimuendesa korovehwa pamuchinjikwa.
រុករក Mariko 15:15
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ