1
Mateo 27:46
KoreKore Bible Translation
KBT
Paawa yochipfemba Jesu adodaidzira noizvi ropamusoro, “Eri, Eri, ramasabhakatani?” Ndokuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiireiko?”
ប្រៀបធៀប
រុករក Mateo 27:46
2
Mateo 27:51-52
Nonguwa yakareyo, biza romuimba yaMwari ridokeruka kuita mairi kubva kumusoro kuenda pasi. Nyika idogwetedzeka, mabhwe yadobamuka, makuwa yadovhurika, zvitunha zvizinji zvovatsvene vanga vadopfa zvidomutsiwa
រុករក Mateo 27:51-52
3
Mateo 27:50
Jesu adodaidzira kamu noizvi ropamusoro achibva warosa.
រុករក Mateo 27:50
4
Mateo 27:54
Mukuru wozana romauto novaanga anavo, vadogaririra Jesu, pavadoona kugwetedzeka kwonyika nozvidoitika, vadozaziwa nokucha, vachiti, “Chokwadi uyu wanga ari Mwanakomana waMwari!”
រុករក Mateo 27:54
5
Mateo 27:45
Zvino kubva paawa yogumi nodziiri padoita rima panyika yese, kusvika paawa yogumi nodzishano.
រុករក Mateo 27:45
6
Mateo 27:22-23
Pirato adoti kwavari, “Saka chii chandichaita naJesu anoitiwa Khirisitu?” Vese vadoti, “Mbaarovehwe.” Iye adoti, “Nondava yei, chii chidoipa chaadoita?” Asi vese vadokungudzirafuti kudaidzira, “Mbaarovehwe.”
រុករក Mateo 27:22-23
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ