1
Mateo 25:40
KoreKore Bible Translation
KBT
Mambo achavapindura achiti, ‘Chokwadi ndinoti kwamuri, pamudozviitira umwe wohama dzangu dzidiki idzi, mudoitira inipano.’
ប្រៀបធៀប
រុករក Mateo 25:40
2
Mateo 25:21
Tenzi wache adoti kwaari, ‘Hekani, muranda adonaka adotendeka, udova adotendeka pazvishoma, ndichakuita mukuru pazvizinji. Pinda mumufaro watenzi wako.’
រុករក Mateo 25:21
3
Mateo 25:29
Ndava wese anozvaanazvo, achapasiwa zvimwe zvidowanda, wova nozvizinji. Asi uyo asinai chinhu achatorehwa nochaanacho peno.
រុករក Mateo 25:29
4
Mateo 25:13
Garirirai ndipo, ndava munozivaba zuva kana awa.
រុករក Mateo 25:13
5
Mateo 25:35
ndava pandanga ndino nzara mudondipasa chokuja, pandanga ndino nyota mudondipasa chokumwa, pandanga ndiri murendo mudonditambira
រុករក Mateo 25:35
6
Mateo 25:23
Tenzi wache adoti kwaari, ‘Inde, muranda adonaka adotendeka, wanga udotendeka pazvishoma, ndichakuisa pamusoro pozvizinji. Pinda mumufaro watenzi wako.’
រុករក Mateo 25:23
7
Mateo 25:36
pandanga ndiri pedzi mudondisimidza, pandanga ndichihwara mudondibvakachira, pandanga ndiri mutorongo mudouya kwandiri.’
រុករក Mateo 25:36
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ