1
Mateo 10:16
KoreKore Bible Translation
KBT
“Onai, ndinokutumai mudoita kunge mahwai pakati pomasvitsi. Chenjerai kunge nyoka futi muve vasinai mhosva kunge njiva.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mateo 10:16
2
Mateo 10:39
Uyo anoda kuchidza upenyu hwache achataikihwa nahwo, nouyo anotaikihwa noupenyu hwache nokuda kwangu achahuwana.
រុករក Mateo 10:39
3
Mateo 10:28
Rekai kucha vanobaya muiri asi vasingagone kubaya mweya, asi ichai uyo anogona kuparadza zvese muiri nomweya mugehena.
រុករក Mateo 10:28
4
Mateo 10:38
nouyo asingatore muchinjikwa wache achinditevera haakodzere kwandiri.
រុករក Mateo 10:38
5
Mateo 10:32-33
Saka wese anondibvuma pamberi povanhu, ndichamubvumawo pamberi paBaba vangu vari kudenga. asi wese anondiramba pamberi povanhu ndichamurambawo pamberi paBaba vangu vari kudenga.
រុករក Mateo 10:32-33
6
Mateo 10:8
Poresai vahwere, mutsai vadopfa, natsai vomabobo, dzingai mashave. Mudopasiwa mahara, perekai mahara.
រុករក Mateo 10:8
7
Mateo 10:31
Rekai kucha ndipo, mudokosha kukunda tusudzamvura tuzinji.
រុករក Mateo 10:31
8
Mateo 10:34
Rekai kufunga kuti ndidouya kudzoisa runyararo panyika, handinai kuuya kudzoisa runyararo, asi botso.
រុករក Mateo 10:34
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ