1
Ruka 12:40
KoreKore Bible Translation
KBT
Naimipawo gadzirirai, ndava Mwanakomana womunhu achauya nonguwa yamusingamufungire.”
ប្រៀបធៀប
រុករក Ruka 12:40
2
Ruka 12:31
Asi tsvagai umambo hwache, zvinhu zvakarezvi zvichava zvenyu pakamu.”
រុករក Ruka 12:31
3
Ruka 12:15
Manje adoti kwavari, “Hokoyo, futi muchenjerere kuchiva kwese, ndava upenyu hwomunhu hahusi pazvinhu zvizinji zvaanazvo.”
រុករក Ruka 12:15
4
Ruka 12:34
Ndava panopfuma yako pakarepo ndipo panomwoyo wako.”
រុករក Ruka 12:34
5
Ruka 12:25
Futi mbani pakati penyu angaingidzire khubiti ribodzi rokurepha kwache nokushushikana?
រុករក Ruka 12:25
6
Ruka 12:22
Ipopo adoti kuvadzidzi vache, “Saka ndinokunyepai kuti mureke kushushikana pamusoro poupenyu hwenyu chamuchaja kana pamusoro pomuviri wenyu chamuchasimira.
រុករក Ruka 12:22
7
Ruka 12:7
Asi, kana novhudzi romusoro wenyu ridotoverengewa peno. Rekai kucha, ndava mudokosha kukunda tusudzamvura tuzinji.”
រុករក Ruka 12:7
8
Ruka 12:32
“Rekai kucha, kapoka kadiki, ndava Baba venyu vadofadziwa kukupasai Umambo.
រុករក Ruka 12:32
9
Ruka 12:24
Cherechedzai makunguwo, kuti hayajari kana kukohwa, hayanai pokuchengetera kana chitura, asi zvidodaipo Mwari anoyaposha! Handiti imimi mudotokoshetsa kukunda tushiri!
រុករក Ruka 12:24
10
Ruka 12:29
Saka rekai kutsvaga chamuchaja kana chamuchamwa, kana kushushikana mupfungwa.
រុករក Ruka 12:29
11
Ruka 12:28
Zvino kana Mwari achipfekedza zvidodai usva hwomusango, hunondovapo nasi huchidzokhandiwa mumoto hwedza, angareke nai kunyanya kukupfekedzai vakaremi? Vanhu vokutenda kudiki!
រុករក Ruka 12:28
12
Ruka 12:2
Asi hapanai chidofukidziwa chisingadzobiritsiwa pachenu, kana chidosvisviwa chisingadzozikana.
រុករក Ruka 12:2
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ