1
Johwani 3:16
KoreKore Bible Translation
KBT
Nokuti Mwari adoditsa nyika zvokutoipasa Mwanakomana wache mubodziyo, kuti wese anotenda kwaari areke kupfa, asi ave noupenyu husingapere.
ប្រៀបធៀប
រុករក Johwani 3:16
2
Johwani 3:17
Nokuti Mwari haanai kutuma Mwanakomana wache kuti apase murandu nyika, asi kutoti nyika iponesewe kuburikidza naye.
រុករក Johwani 3:17
3
Johwani 3:3
Jesu adomupindura achiti, “Ndinokunyepa chokwadi, munhu haangaone umambo hwaMwari kusiya kwokunge watozvariwa pakare.”
រុករក Johwani 3:3
4
Johwani 3:18
“Uyo anotenda kwaari haatongewe. Asi asingatende watotongewa kare, nokuti haanai kutenda kuMwanakomana waMwari mubodzi.
រុករក Johwani 3:18
5
Johwani 3:19
Kutongewa nghuku, kuti chiedza chidouya panyika, asi vanhu vadofarira rima pachinzvimbo chochiedza, nokuti zviito zvavo zvanga zvidoipa.
រុករក Johwani 3:19
6
Johwani 3:30
Anofanira kuingidzika, asi inini ndinofanira kuderedzeka.”
រុករក Johwani 3:30
7
Johwani 3:20
Ndava wese anoita zvidoipa anovenga chiedza, futi haauye pachiedza, kuti zviito zvache zvireke kufumuhwa.
រុករក Johwani 3:20
8
Johwani 3:36
Uyo anotenda kuMwanakomana anoupenyu husingapere, uyo asingatetekere Mwanakomana haazoona upenyu, asi ukari hwaMwari huchagara pamusoro pache.
រុករក Johwani 3:36
9
Johwani 3:14
Futi sezvidoitiwa naMozisi zvokuturika nyoka musango, naiyewo Mwanakomana woMunhu anofanira kuturikiwa pamusoro
រុករក Johwani 3:14
10
Johwani 3:35
Baba vanopfarira Mwanakomana, futi vadoisa mumaoko yache zvinhu zvese.
រុករក Johwani 3:35
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ