1
Johwani 19:30
KoreKore Bible Translation
KBT
Zvino Jesu paadondosvuta vhiniga, adoti, “Zvapera,” Ipopo adogurama ndokuregedzera mweya wache achibva warosa.
ប្រៀបធៀប
រុករក Johwani 19:30
2
Johwani 19:28
Mumasure mozvakarezvi, Jesu achiziva kuti zvese zvanga zvapera, kuti azazise gwaro adoti, “Ndava nonyota.”
រុករក Johwani 19:28
3
Johwani 19:26-27
Jesu paadoona amai vache, nomudzidzi waaida vadomira papfupi, adoti kuna maache, “Amai, uyu ndiye mwanakomana wenyu!” Manje adodzoti kumudzidzi, “Ava ndivo amai vako!” Futi kubvira pakarepo mudzidzi adovatora kuenda kogara navo kumba kwache.
រុករក Johwani 19:26-27
4
Johwani 19:33-34
asi pavadosvika panga pana Jesu vachiona kuti wanga wapfa kare, havanai kumuchora makumbo yache. Asi rimwe uto ridomubaya parutivi nopfumo, ndokubva gazi nomvura zvabirika pakarepo
រុករក Johwani 19:33-34
5
Johwani 19:36-37
Ndava zvinhu zvakarezvi zvidoitika kuti gwaro rizadzisiwe rinoti, “Hapanai bvupa rache richachohwa.” Pakare rimwe gwaro rinoti, “Vachanangara kuna iye wavadojunga.”
រុករក Johwani 19:36-37
6
Johwani 19:17
Adobirika adotakura muchinjikwa wache, ndokuenda kunzvimbo inoitiwa Kadehenya, asi muchiHebheru ichiitiwa Gorogota.
រុករក Johwani 19:17
7
Johwani 19:2
Futi mauto yadorukha ngundu yomwinza, ndokuiisa mumusoro mache, futi vadomusimidza jasi ridotsvukuruka
រុករក Johwani 19:2
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ