Johwani 19:26-27
Johwani 19:26-27 KBT
Jesu paadoona amai vache, nomudzidzi waaida vadomira papfupi, adoti kuna maache, “Amai, uyu ndiye mwanakomana wenyu!” Manje adodzoti kumudzidzi, “Ava ndivo amai vako!” Futi kubvira pakarepo mudzidzi adovatora kuenda kogara navo kumba kwache.


