1
Johwani 15:5
KoreKore Bible Translation
KBT
“Ndini muzambiringa, imimi muri mathai. Uyo anogara mandiri, nainini maari, ndiye anoita muchero idowanda, nokuti pasina inini hapanai chamunoita.
ប្រៀបធៀប
រុករក Johwani 15:5
2
Johwani 15:4
Garai mandiri, nainini mamuri. Fanike thai risingakone kuita muchero riri rega, kana risiri pamuzambiringa, naimimiwo hamugone kubereka muchero, asi kutoti muchigara mandiri basi.”
រុករក Johwani 15:4
3
Johwani 15:7
Kana mukagara mandiri, nomashoko yangu yachigara mamuri, kumbirai zvese zvamunoda, muchazviitihwa.
រុករក Johwani 15:7
4
Johwani 15:16
Hamunai kundisarudza, asi ndidokusarudzai nokukugadzai kuti muende kobereka muchero futi kuti muchero wenyu urambe uripo, kuitira kuti chipi nochipi chamunokumbira Baba muzita rangu, vakupasei chakarecho.
រុករក Johwani 15:16
5
Johwani 15:13
Hapanai anorudo rinokunda rakareri, rokuti munhu anopfira shamwari dzache.
រុករក Johwani 15:13
6
Johwani 15:2
Thai rese riri mandiri risingaite muchero, anoritema, futi thai rese rinoita michero anorichekerera, kuti riite michero mizinji.
រុករក Johwani 15:2
7
Johwani 15:12
Uku ndiko kuraira kwangu, kwokuti mudane sezvandidokudai imimi.
រុករក Johwani 15:12
8
Johwani 15:8
Kukudziwa kwaBaba vangu kunonangidziwa nokubereka kwenyu muchero idowanda, zvakarezvo ndizvo zvamudoitira vadzidzi vangu.
រុករក Johwani 15:8
9
Johwani 15:1
“Ndini muzambiringa wochokwadi, futi Baba vangu murimi.
រុករក Johwani 15:1
10
Johwani 15:6
Kana munhu asingagare mandiri, anogwatiwa kunge thai wooma, futi mathai yadodaro yanounganidziwa yokhandihwa mumoto yopisiwa.
រុករក Johwani 15:6
11
Johwani 15:11
“Zvinhu zvakarezvi ndidokunyairirai kuti mufaro wangu uve mamuri, futi kuti mufaro wenyu uzare.
រុករក Johwani 15:11
12
Johwani 15:10
Kana mukachengeta mitemo yangu, muchagara murudo rangu, fanike kuchengeta kwandidoita mitemo yaBaba vangu ndokugara murudo ravo.”
រុករក Johwani 15:10
13
Johwani 15:17
Uku ndiko kuraira kwangu, kuti mudanane.
រុករក Johwani 15:17
14
Johwani 15:19
Dai muri vonyika, nyika yaikudai sevanhu vayene. Asi ndidokusarudzai kubva munyika ino saka hamusi vonyika ndokusaka nyika ichikuzondai.
រុករក Johwani 15:19
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ