1
Mabasa yoNhumwa 20:35
KoreKore Bible Translation
KBT
Pazvinhu zvese ndidokunangidzai kuti pakushanda kwakareko umwe munhu anofanira kubatsira vadorukutika, muchikumbuka mazvi yaIshe Jesu, manyairiro yaadoita, ‘Zvinomakomborero yadonyanya kana ukapereka panzvimbo yokutambira.’”
ប្រៀបធៀប
រុករក Mabasa yoNhumwa 20:35
2
Mabasa yoNhumwa 20:24
Asi handiverenge upenyu hwangu kuti ndohwomhando kana hudokosha kwandiri, ndinondoda kupedzisa hwendo hwangu basi noushumiri hwandidotambira kubva kunaIshe Jesu, kupa chapupu kunhau idonaka yonyasha dzaMwari.
រុករក Mabasa yoNhumwa 20:24
3
Mabasa yoNhumwa 20:28
Zvichenjererei noboka rese, ramudoitiwa vatariri varene naMweya Mutsvene, kuti murise Kherekhe yaMwari yaadowana nogazi romwanakomana wache.
រុករក Mabasa yoNhumwa 20:28
4
Mabasa yoNhumwa 20:32
Iye zvino ndinokuisai kunaMwari nokushoko ronyasha dzache, rinogona kukuvakhai nokukupasai nhaka pakati povese vadoitiwa vatsvene.
រុករក Mabasa yoNhumwa 20:32
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ