1
Mabasa yoNhumwa 19:6
KoreKore Bible Translation
KBT
Zvino Phauro paadoturika manja yache pamusoro pavo, Mweya Mutsvene adouya pavari, ndokubva vanyaira nondimi vachiporofita.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mabasa yoNhumwa 19:6
2
Mabasa yoNhumwa 19:11-12
Mwari adoita zvinoshamisa zvidotsarukana nomanja yaPhauro, zvokutoti biza kana jira zvaitohwa kubva pamuviri wache kuendesewa kuvahwere, matenda yaibirika kwavari uye mweya idoipa idobirika kwavari.
រុករក Mabasa yoNhumwa 19:11-12
3
Mabasa yoNhumwa 19:15
Asi mweya udoipa udovapindura uchiti, “Jesu ndinomuziva, naPhauro ndinomuziva, asi imipa ndimi anaani?”
រុករក Mabasa yoNhumwa 19:15
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ