1
Mariko 1:35
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Mangwanani–ngwanani, kuchiri kutema, Jesu akamuka akabuda achienda kunzvimbo isina vanhu kwaakandonamata ikoko.
ប្រៀបធៀប
រុករក Mariko 1:35
2
Mariko 1:15
achiti, “Nguva iya yazokwana zvino, umambo hwaMwari hwava pedyo. Chipindukai mutendhe Shoko Rakanaka.”
រុករក Mariko 1:15
3
Mariko 1:10-11
Achangoti budei mumvura, akaona matenga achizaruka naMweya achiburukira pamusoro pake senjiva. Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.”
រុករក Mariko 1:10-11
4
Mariko 1:8
Ini ndakuombekai nemvura asi iye achakuombekai naMweya Mutsvene.”
រុករក Mariko 1:8
5
Mariko 1:17-18
Jesu akati kwavari, “Nditeverei, ndigokuitai kuti muve vabvuvi vavanhu.” Pakarepo vakasiya usvasvi hwavo, vakamutevera.
រុករក Mariko 1:17-18
6
Mariko 1:22
Vanhu vakashamiswa kwazvo norudzidziso rwake nokuti aidzidzisa somunhu ane chiremera, kwete senyanzvi dzoMutemo.
រុករក Mariko 1:22
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ