1
2 Vakorinde 9:8
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Mwari anogona kukupai makomborero ose akawanda kwazvo kuti nguva dzose muve nezvinokwana muchikwanisawo kuwana zvinhu zvinodiwa pamabasa ose akanaka.
ប្រៀបធៀប
រុករក 2 Vakorinde 9:8
2
2 Vakorinde 9:7
Mumwe nomumwe anofanira kuita sokuzvisarudzira kwaakaita mumwoyo make, kwete seasingadi kana seanomanikidzwa, nokuti Mwari anoda munhu anopa achifara.
រុករក 2 Vakorinde 9:7
3
2 Vakorinde 9:6
Chiripo ndechokuti munhu anodyara zvishoma achakohwawo zvishoma; anodyarawo zvakawanda achakohwawo zvakawanda.
រុករក 2 Vakorinde 9:6
4
2 Vakorinde 9:10-11
Iye Mwari anopa mbeu kumudyari nechingwa chokudya ndiye achakupa mbeu dzose dzaunoda uye achaitawo kuti dzikure dzibereke zvokukohwa zvakawanda zvichibva muururami hwako. Muchapfuma muna zvose kuti mukwanise kuita mabasa makuru omwoyochena anoita kuti Mwari atendwe pamusana pezvatinenge taita.
រុករក 2 Vakorinde 9:10-11
5
2 Vakorinde 9:15
Mwari ngaatendwe pamusana pechipo chake chisingatauriki.
រុករក 2 Vakorinde 9:15
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ