1
2 Vakorinde 10:5
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Isu tinoparadza nharo uye pfungwa dzokuzvikudza dzinopingidza vanhu kuziva Mwari uye tinotora vanhu pfungwa dzavo tichidziisa muutapwa, tichivaita kuti vateerere Kristu
ប្រៀបធៀប
រុករក 2 Vakorinde 10:5
2
2 Vakorinde 10:4
nokuti zvombo zvatinorwisa nazvo, hazvisi zvapasi pano asi kuti zvine simba raMwari rinoparadza nhare dzokuzvidzivirira nadzo muhondo.
រុករក 2 Vakorinde 10:4
3
2 Vakorinde 10:3
Kunyange zvedu tichigara panyika, hatisi kurwa hondo yapanyika
រុករក 2 Vakorinde 10:3
4
2 Vakorinde 10:18
nokuti haasi munhu anozviti ndakanaka asi anonzi naTenzi akanaka.
រុករក 2 Vakorinde 10:18
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ