1
ƲaRoma 9:16
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Naiɀoɀo haɀibʋi kunounoɗa, kana kunounomhanya, asi kunaMŋari, munzwiri weŋgoni.
ប្រៀបធៀប
រុករក ƲaRoma 9:16
2
ƲaRoma 9:15
Nokuti unoti kunaMosesi: Ndicanzwira ŋgoni wandinonzwira ŋgoni, ndicanzwira tsitsi wandinonzwira tsitsi.
រុករក ƲaRoma 9:15
3
ƲaRoma 9:20
Ko ɀino iwe munhu, ndiwe aniko, unopindura Mŋari? Ko cakaʋumbga ciŋgati kunowakaciʋumba: Wandiitireiko kuɗai?
រុករក ƲaRoma 9:20
4
ƲaRoma 9:18
Naiɀoɀo unonzwira ŋgoni waanoɗa; ʋuye unowomesera mŋoyo waanoɗa.
រុករក ƲaRoma 9:18
5
ƲaRoma 9:21
Ko muʋumbi wehari haanesimba pamsoro pevu here, kuti neɓundu rimŋe aite mudziyo mumŋe wakakudzwa, nomumŋe usina‐kukudzwa?
រុករក ƲaRoma 9:21
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ