1
ƲaRoma 10:9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
kuti, kana ucipupura nomuromo wako kuti Jesu ndiye Ishe, nokutenda mumŋoyo mako, kuti Mŋari wakamumutsa kuʋakafa, ucaponeswa
ប្រៀបធៀប
រុករក ƲaRoma 10:9
2
ƲaRoma 10:10
nokuti munhu unotenda nomŋoyo, ndokururamiswa; unopupura nomuromo, ndokuponeswa.
រុករក ƲaRoma 10:10
3
ƲaRoma 10:17
Naiɀoɀo kutenda kunoʋuya nokunzwa, nokunzwa kunoʋuya neshoko raKristu.
រុករក ƲaRoma 10:17
4
ƲaRoma 10:11-13
Nokuti Rugwaro runoti: Aninani unotenda kwaari, haaŋganyadziswi. Nokuti muJuda nomuGiriki haʋasiyani; nokuti mumŋe ndiye Ishe waʋose, wakafuma kunaʋose ʋanoɗana kwaari; nokuti aninani unoɗana kuzita raShe, ucaponeswa.
រុករក ƲaRoma 10:11-13
5
ƲaRoma 10:15
Ʋacaparidza seiko, kana ʋasiŋgatumŋi? Seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Dzakanaka sei tsoka dzaʋanoʋuya namashoko omufaro eɀinhu ɀakanaka?
រុករក ƲaRoma 10:15
6
ƲaRoma 10:14
Ɀino ʋacagoɗana seiko kunaiye, waʋasina‐kutenda kwaari? Ʋacatenda seiko kunaiye, waʋasina‐kunzwa? Ʋacanzwa seiko kana kusinomuparidzi?
រុករក ƲaRoma 10:14
7
ƲaRoma 10:4
Nokuti Kristu ndimugumo womurairo, kuti mumŋe nomumŋe unotenda aruramiswe.
រុករក ƲaRoma 10:4
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ