1
Marko 13:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Mucaʋeŋgwa naʋose nokuɗa kwezita raŋgu; asi unotsuŋga kuȿikira pakuguma ucaponeswa.
ប្រៀបធៀប
រុករក Marko 13:13
2
Marko 13:33
Cenjerai, murinde, nokunyeŋgetera; nokuti hamuziʋi kuti ŋguʋa icaȿika rini.
រុករក Marko 13:33
3
Marko 13:11
Kana ʋacienda nemi kukutoŋgwa, ʋacikuisai kumakurukota, musambofuŋganya ɀamucataura, asi taurai camuneŋge mapiwa neŋguʋa iyo. Nokuti hamuzimi munotaura, asi ndi Mŋeya Mutȿene.
រុករក Marko 13:11
4
Marko 13:31
Ƌeŋga nenyika ɀicapfuʋura, asi mashoko aŋgu haaŋgatoŋgopfuʋuri.
រុករក Marko 13:31
5
Marko 13:32
Asi kana riri zuʋa iro neŋguʋa iyo, hakuna‐unoɀiziʋa, kunyaŋge ʋatumŋa ʋokuɗeŋga, kunyaŋge Mŋanakomana, asi Ƃaɓa.
រុករក Marko 13:32
6
Marko 13:7
Kana mucinzwa ɀokurwa, neguhu rokurwa, musavunduka; iɀoɀo ɀinofanira kumboitika; asi kuguma kucigere kuȿika.
រុករក Marko 13:7
7
Marko 13:35-37
Naiɀoɀo rindai, nokuti hamuziʋi musi mŋene weimba waanoʋuya nawo, kana maɗeko, kana pakati poʋusiku, kana pakurira kwehuku, kana maŋgwanani; kuti arege kuʋuya kamŋe‐kamŋe, akakuwanai muʋete. Ɀandinokuʋudzai imi, ndinoʋudza ʋose, ndiciti: Rindai!
រុករក Marko 13:35-37
8
Marko 13:8
Nokuti rudzi rucamukira rudzi, ʋushe bgucamukira ʋushe; kuɗeŋgenyika kwenyika kucaʋa’po kunedzimŋe nɀimbo; nenzara dzicaʋa’po. Ndiko kutaŋga kwenhamo.
រុករក Marko 13:8
9
Marko 13:10
NeEvaŋgeri inofanira kutaŋga kumboparidzirwa marudzi ose.
រុករក Marko 13:10
10
Marko 13:6
Ʋazhinji ʋacaʋuya nezita raŋgu, ʋaciti: Ndini Kristu, ʋacitsausa ʋazhinji.
រុករក Marko 13:6
11
Marko 13:9
Ɀicenjerei imi, nokuti ʋacakuisai kumakurukota, ʋuye mucarobga mumasinagoge, mucaiswa pamberi paʋaɓati namadzimambo nokuɗa kwaŋgu, ciʋe capupu kwaʋari.
រុករក Marko 13:9
12
Marko 13:22
Nokuti ʋanaKristu ʋenhema ʋacamuka, naʋaprofita ʋenhema, ʋacaita ɀiratidzo neɀinoshamisa, kuti ʋatsause ʋakasanaŋgurwa, kana ɀicibvira.
រុករក Marko 13:22
13
Marko 13:24-25
Asi namazuʋa iwayo, shure kwokutambudzika ikoko, zuʋa ricaȿiɓa, Nomŋedzi haucazobginyi, nenyeredzi dzicawa kuɗeŋga, namasimba ari kuɗeŋga acazunuŋguswa.
រុករក Marko 13:24-25
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ