1
2 ƲaKorinte 4:18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
tisiŋgatariri ɀinoʋonekwa, asi ɀisiŋgaʋonekwi; nokuti ɀinoʋonekwa ɀinopfuʋura, asi ɀisiŋgaʋonekwi ndeɀokusiŋgaperi.
ប្រៀបធៀប
រុករក 2 ƲaKorinte 4:18
2
2 ƲaKorinte 4:16-17
Saka hatineti, asi kunyaŋge munhu weɗu wokunze ucipera hawo, munhu womukati unoʋandudzwa zuʋa rimŋe nerimŋe. Nokuti kutambudzika kweɗu, kwakareruka, kuri’po ciŋguʋa ciɗuku, kunotiitira kubginya kukuru kwakaiȿo‐naka kusiŋgaperi
រុករក 2 ƲaKorinte 4:16-17
3
2 ƲaKorinte 4:8-9
tinotambudzika pamatiʋi ose, asi hatimanikidzwi; tinokaŋganiswa, asi hatina‐kurasha mŋoyo; tinotambudzwa, asi hatinakusiyiwa; takawisirwa pasi, asi hatinakuparadzwa
រុករក 2 ƲaKorinte 4:8-9
4
2 ƲaKorinte 4:7
Asi fuma iyi tinayo mumidziyo yevu, kuti ʋukuru bgesimba bguʋe bgaMŋari, bgurege kuʋa bgeɗu.
រុករក 2 ƲaKorinte 4:7
5
2 ƲaKorinte 4:4
kunaʋasiŋgatendi ʋakapofumadzirwa ndaŋgariro namŋari wenyika ino, kuti ʋarege kuvenekerwa neciedza ceEvaŋgeri yokubginya kwaKristu, uri mufananidzo waMŋari.
រុករក 2 ƲaKorinte 4:4
6
2 ƲaKorinte 4:6
Nokuti Mŋari, wakareʋa kuti ciedza ciɓuɗe parima, ndiye wakavenekera mumŋoyo yeɗu, kuti atipe ciedza cokuziʋa kubginya kwaMŋari kunoʋonekwa paciso caJesu Kristu.
រុករក 2 ƲaKorinte 4:6
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ