1
Varoma 7:25
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Mwari ngaavongwe, naJesu Kristu, Ishe wedu. Naizvozvo nomurangariro ndinobatira Mwari, asi nenyama murayiro wezvivi.
مقایسه
Varoma 7:25 را جستجو کنید
2
Varoma 7:18
Nokuti ndinoziva kuti mukati mangu, imo munyama yangu, hamugari chinhu chakanaka; nokuti kuda kuripo kwandiri, asi kuita zvakanaka hakupo.
Varoma 7:18 را جستجو کنید
3
Varoma 7:19
Nokuti zvakanaka, zvandinoda, handizviiti; asi zvakaipa, zvandisingadi, ndizvo zvandinoita.
Varoma 7:19 را جستجو کنید
4
Varoma 7:20
Zvino kana ndichiita zvandisingadi, handichini ndinozviita, asi zvivi zvinogara mandiri.
Varoma 7:20 را جستجو کنید
5
Varoma 7:21-22
Naizvozvo ndinowana murayiro uyu kuti kana ndichida kuita zvakanaka, zvakaipa zviripo kwandiri. Nokuti ndinofarira murayiro waMwari nomunhu womukati
Varoma 7:21-22 را جستجو کنید
6
Varoma 7:16
Zvino kana ndichiita zvandisingadi, ndinobvumira kuti murayiro wakanaka
Varoma 7:16 را جستجو کنید