1
1 Johani 5:14
Shona BIBLE
SUB
Ndiko kusatya, kwatinako kwaari, kuti kana tichikumbira chinhu nokuda kwake, anotinzwa
Compare
Explore 1 Johani 5:14
2
1 Johani 5:15
zvino kana tichiziva kuti unotinzwa pazvose zvatinokumbira, tinoziva kuti tapiwa mikumbiro yatakakumbira kwaari.
Explore 1 Johani 5:15
3
1 Johani 5:3-4
Nokuti rudo rwaMwari ndirwo, kuti tichengete mirairo yake; mirairo yake hairemi. Nokuti chinhu chipi nechipi, chinoberekwa naMwari chinokunda nyika; kukunda kwakakunda nyika, ndiko kutenda kwedu.
Explore 1 Johani 5:3-4
4
1 Johani 5:12
Ane Mwanakomana waMwari ano upenyu, asina Mwanakomana waMwari, haano upenyu.
Explore 1 Johani 5:12
5
1 Johani 5:13
Ndakakunyorerai zvinhu izvi kuti mugoziva kuti mune upenyu husingaperi, iyemi munotenda kuzita roMwanakomana waMwari.
Explore 1 Johani 5:13
6
1 Johani 5:18
Tinoziva kuti mumwe nomumwe akaberekwa naMwari haaiti zvivi; asi akaberekwa naMwari anochengetwa naye, akaipa haangamubati.
Explore 1 Johani 5:18