1 Johani 5:3-4
1 Johani 5:3-4 SUB
Nokuti rudo rwaMwari ndirwo, kuti tichengete mirairo yake; mirairo yake hairemi. Nokuti chinhu chipi nechipi, chinoberekwa naMwari chinokunda nyika; kukunda kwakakunda nyika, ndiko kutenda kwedu.