Wakati kwabali, “Nokuti kudimbwa kwenu kushoma. Chokomende ndinoti kwamuli, mungoba nokudimbwa kunanga semhuji yemasitadi, mungati kudunhu yeli, ‘Ibhuda yopa, unde yokuya,’ linova lyenda, apana chichamukona.”
Mateo 17:20
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ