Mateo 6:19-21
Mateo 6:19-21 KBT
“Rekai kuzvichengetera pfuma panyika, pano tukumo nongura zvinoiparadza nombavha dzinopasura dzichiba. Asi, zvichengeterei pfuma kudenga, kusinai tukumo nongura zvinoiparadza, kusinai kamu mbavha dzinophasura dzichiba. Ndava pano pfuma yako nomwoyo wako uchavawo pakarepo.”