Ruka 8:24

Ruka 8:24 KBT

Vadoenda komumutsa vachiti, “Tenzi, Tenzi taakupfa!” Iye adomuka ndokudzuma duthu nomapfeni yogungwa yanga yachipenga, yadobva yarosa, ndokubva kwadekhara.

អាន Ruka 8