Ruka 14
14
Jesu Anoporesa Murume Waihwara
1Paadoenda kumba kwoumwe wovatungamiri, muFarisi koja uri musi wosabata, zvidoitika kuti vadomunangaritsa. 2Pakarepo panga pano umwe murume wanga adozvimba. 3Jesu adotaura kumagweta novaFarisi achiti, “Zviri pamutemo chere, kuporesa noSabata kana kurega?”
4Asi ivo vadoramba vadonyarara. Pakarepo adomutora ndokumuporesa, nokumureka achienda. 5Iye adoti kwavari, “Mbani wenyu ano buru kana dhonza kana rikawira musime, angareke nai kuribiritsirafuti nokamangu nondava yokuti isabata?”
6Ivo havanai kumupindura pakamu panozvakarezvi.
Kuzvidikipisa Nokutambira Varendo
7Zvino adotaura mufananidzo kuno vaye vanga vakokewa, paadoona vachibangira nzvimbo dzovanoremekedzewa, adoti kwavari, 8“Kana wakokewa nomunhu kumuchato, rega kugara pamupando wovakuru, pamwe pano umwe anokukunda kuremekedzewa adokokewawo, 9kuti iye adokukokai mese akadzouya achiti kwauri, Iwe pasa nzvimbo uyu, pakarepo uchathanga kunyara paunotora nzvimbo yopasi pasi. 10Asi kana wakokewa, enda kogara pamupando unoshoreka, kuitira kuti kana adokukoka wauya adzoti kwauri, ‘Shamwari, enda kumusoro padokwirira,’ ipopo ucharemekedzewa pamberi povese vaudogara navo pathafura. 11Nokuti wese anozvikudza achaninipisiwa, nouyo anozvininipisa achakwiridzihwa.”
12Adoti pakare kumunhu adomukoka, “Kana waita mabiko kana mutambo, reka kukoka shamwari kana hama dzako kana vavakhidzani vadopfuma, kuti vareke kudzokukokawo, vachikwichidza zvaudovaitira. 13Asi kana waakuita mabiko, koka varombo, novadokuwara, novadoremara, novasingaone, 14ipopo uchakomborehwa, ndava havakoni kukukwichidza. Uchakwichidziwa pakumuka kwovadorurama.”
Mufananidzo Womabiko Makuru
(Mateo 22:1-10)
15Zvino umwe wanga adogarikika naye patafura paadonzva zvakarezvi, adoti kwaari, “Adokomborehwa nguyo achaja mazingwa muUmambo hwaMwari!”
16Asi adoti kwaari, “Umwe murume adoita mabiko makuru, ndokukoka vazinji, 17Adotuma muranda wache panguwa yomutambo kodaidza vadokokewa, ‘Uyai, nokuti zvinhu zvese zvagadzihwa.’ 18Asi vese pabodzi vadothanga kupa zvikonzero. Wokuthanga adoti kwaari, Ndidotenga munda, saka ndinofanira kuenda kouona, ndinourombo ndichauyaba. 19Umwe adoti, ‘Ndatenga zvipani zvishano zvomadhonza, saka ndiri kuenda koyaedza, ndinourombo ndichauyaba.’ 20Umwe kamu adoti, ‘Ndaroora mukadzi, saka ndichauyaba.’ 21Saka muranda adouya ndokuudza tenzi wache zvakarezvo. Pakarepo noukari mwenekachiro woimba adoti kumuranda wache, ‘Enda nokamangu munzira nomumigwagwa yoguta, uuye novarombo novadokuvara novasingaone novadoremara.’ 22Ipopo muranda adoti, ‘Tenzi, zvamaraira zvaitiwa, asi nzvimbo ichiripo.’ 23Zvino tenzi adoti kumuranda wache, ‘Enda mumigwagwa nomunzira dzomumisha, usukumidzire vanhu vapinde, kuti imba yangu izare. 24Ndava ndinokunyepai kuti, hapanai nomubodzi zvache wovadokokewa achananzva mabiko yangu.’”
Zvinokonzehwa Nokuva Mudzidzi
(Mateo 10:37,38)
25Zvino mhomho ikuru idoenda naye, iye adochununguka ndokuti kwavari, 26“Kana pano anouya kwandiri asingazonde baba vache namaache, nomukadzi novana, novakoma novanin'ina nohanzvadzi, asingazvizondewo iye pachake angaveba mudzidzi wangu. 27Wese asingatakure muchinjikwa wache achinditevera, haangave mudzidzi wangu. 28Mbatiti pakati penyu pano anoda kuvakha chirindo, haangareke kuthanga wagara pasi achiverenga mutengo wachene, kuti aone kana anomari inokwana kusvika pakupedzisa kuvakha chirindocho. 29Ndava kana akathanga kuvakha nheyo, wodzotadza kupedzisa, vese vanoiona vanothanga kumunyadza, 30vachiti, ‘Munhu uyu adothanga kuvakha, manje watadzirira kupedzisa.’ 31Kana kuti ngupi mambo angamisidzane noumwe mambo muhondo, asingathange wagara pasi kuti aone kana achikona nozviuru zvache gumi zvomauto, kuhwisana noumwe mambo anomauto makumi mairi yozviuru? 32Kuti kana asingakone, atumire nhume kuno umwe wacho achiri kurefu achikumbira runyararo. 33Saka naizvozvo, wese pakati penyu asingarambe zvese zvaanazvo haangave mudzidzi wangu.”
Mwinyu Usingabatsire
(Mateo 5:13; Mariko 9:50)
34“Mwinyu udonaka, asi kana wataya kuvava kwawene, hapanai madzotsero yangaitiwe kuvava kwawene. 35Hauchinai kabonyo kuivhu kana kumuhwi womupfudze, vanhu vanoutaya. Anonzeve mbaatetekere anzve!”
ទើបបានជ្រើសរើសហើយ៖
Ruka 14: KBT
គំនូសចំណាំ
ចែករំលែក
ចម្លង

ចង់ឱ្យគំនូសពណ៌ដែលបានរក្សាទុករបស់អ្នក មាននៅលើគ្រប់ឧបករណ៍ទាំងអស់មែនទេ? ចុះឈ្មោះប្រើ ឬចុះឈ្មោះចូល
The Word for The World International

: