Ruka 14:34-35

Ruka 14:34-35 KBT

“Mwinyu udonaka, asi kana wataya kuvava kwawene, hapanai madzotsero yangaitiwe kuvava kwawene. Hauchinai kabonyo kuivhu kana kumuhwi womupfudze, vanhu vanoutaya. Anonzeve mbaatetekere anzve!”

អាន Ruka 14