Johwani 6:19-20
Johwani 6:19-20 KBT
Pavanga vafambisa kamwadiya makhiromita yanenge mashano kana matanhatu, vadoona Jesu achitekaira pamusoro pomvura mugungwa achitonyedza kukamwadiya. Vadocha, asi iye adoti kwavari, “Ndini, rekai kucha.”