Johwani 4:25-26
Johwani 4:25-26 KBT
Mukadzi adoti kwaari, “Ndinoziva kuti Mesiya ari kuuya, iye anoitiwa Khirisitu, kana wauya achatitsanangurira zvinhu zvese.” Jesu adoti kwaari, “Inipano ndiri kutaura naiwewe ndini wacho.”