Johwani 2:15-16

Johwani 2:15-16 KBT

Adobva watora thambo achibva wagadzira siwepu nayo, ndokuvabiritsa muimba yaMwari vese nomombe nomahwai, achibva wataya mari yovaichinjana, achiphidigura mathafura yavo. Adonyairira vaitengesa hangaiva achiti, “Biritsai zvinhu zvakarezvi, rekai kuita imba yaBaba vangu musika wokutengeserana.”

អាន Johwani 2