Johwani 16
16
1Ndidonyaira kwamuri zvakarezvi zvese kuti mureke kuwa pakutenda. 2Vachakubiritsai mumasinagoge, chokwadi nguwa iri kuuya yokuti wese anokubayai anofunga kuti ari kushandira Mwari. 3Futi vachaita zvakarezvi ndava havanai kuziva Baba, kana inini. 4Asi ndidonyaira zvakarezvi kwamuri, kuti kana nguwa yazvene yasvika muyeuke kuti ndidokuudzai pamusoro pazvene.
Basa roMweya Mutsvene
“Ndidonyairaba kwamuri zvinhu zvakarezvi pakuthanga, ndava ndanga ndinemi. 5Asi manje ndaakuenda kuno adondituma, hapanai wenyu ari kundibvunza kuti, ‘Muri kuenda poi?’ 6Futi pandakunyepai zvinhu zvakarezvi, mwoyo yenyu yazara nokusuwa. 7Zvisinei ndinokunyairirai chokwadi: zvidotonakira imimi kuti ndiende, ndava ndikarega kuenda, Mubatsiri anouyaba kwamuri, asi kana ndikaenda, ndinomutuma kwamuri. 8Futi kana auya, achakomwesa nyika pamusoro pochitadzo nopamusoro pokururama nopamusoro pokutongewa. 9Havanai kukohoroka pamusoro pochitadzo, ndava havatendi kwandiri. 10Havanai kukohoroka pamusoro pokururama, ndava ndinoenda kuna Baba, futi muchandionaba kamu, 11futi pamusoro pokutongewa, ndava mubati wopasi pano watotongewa. 12Ndino zvidowanda zvokunyaira kwamuri, asi munokonaba kuzvibata manje. 13Kana Mweya wochokwadi wauya, achakutungamirirai muchokwadi chese, nokuti achanyairaba musimba rache wega, asi chese chaachanzva achachinyaira, futi achakuudzai zvinouya. 14Achatora shoko rangu achikupasai. 15Zvese zvinaBaba nzvangu, ndosaka ndati achatora zvandinomupasa achikuudzai.
Kusuwa Kunosanduka kuva Mufaro
16“Mukanguwa kadiki, muchandionaba, asi musure mokanguwa kadiki modzondiona pakare.”
17Vamwe vovadzidzi vache vadonyairirana vachiti, “Anorevei kana achiti, ‘Mukanguwa kadiki, muchandionaba, asi musure mokanguwa kadiki modzondiona pakare. Ndava ndinoenda kuna Baba?’” 18Vadoti, “Anoreva chii paanoti, ‘kanguwa kadiki?’ Tinozivaba zvaanoreva.”
19Jesu adoziva kuti vaida kumubvunza, saka adoti kwavari, “Ndozvamuri kuzvibvunza nai izvozvi, kuti ndinorevei kana ndichiti, ‘Kanguwa kadiki, munondionaba, pakare kanguwa kadiki, futi muchandiona futi?’ 20Chokwadi ndinoti kwamuri, mucharira nokuita maundu, asi nyika ichafara, muchasuwa, asi kusuwa kwenyu kuchapinduka kuva mufaro. 21Kana mukadzi waakupona anova nokusuwa, nokuti nguwa yache yasvika, asi kana wapona mwana, anokangamwa kutambura kuye, nondava yokufarira kuti mwana wazvahwa panyika. 22Saka munosuwa iye manje, asi ndichakuonai pakare futi muchapfara, hapanai achakutorerai mufaro wenyu.”
23“Pazuva rakarero hapanai chamuchandikumbira. Chokwadi ndinoti kwamuri, mukakumbira Baba chinhu chipi zvachene muzita rangu vanokupasai. 24Kusvika ipopa hamusati makumbira chinhu muzita rangu, kumbirai, muchapasiwa, kuti mufaro wenyu uzare.
Kukunda Nyika
25“Ndanyaira kwamuri zvakarezvi nodimikira, nguwa iri kuuya pandicharega kunyaira kwamuri nodimikira asi ndichanyaira zviri pachenu pamusoro paBaba. 26Pazuva rakarero muchakumbira muzita rangu, futi handiti kwamuri ndichakukumbirirai kuna Baba, 27nokuti Baba pachavo vanokudai, ndava mudondida futi mudotenda kuti ndidobva kuna Baba. 28Ndidobva kuna Baba futi ndidouya panyika, ndiri kubirika panyika futi ndiri kuenda kuna Baba pakare.”
29Vadzidzi vache vadoti, “Hamuone, manje maakunyaira zviri pachenu, aikona nobimikira! 30Manje taakuziva kuti munoziva zvinhu zvese, futi hapanai angakubvunzei, nokuda kwozvakarezvi tinotenda kuti mudobva kuna Mwari.”
31Jesu adovapindura achiti, “Munotenda manje chere? 32Nguwa iri kuuya, izvozvi yatouya, pamuchapamwadziwa, mumwe nomumwe kumba kwache futi muchandisiya ndega. Asi handisi ndega, ndava Baba vaneni. 33Ndakunyairirai zvakarezvi, kuti muve norugare mandiri. Munyika munotambudziwa, asi tsungai mwoyo, inini ndakunda nyika.”
ទើបបានជ្រើសរើសហើយ៖
Johwani 16: KBT
គំនូសចំណាំ
ចែករំលែក
ចម្លង

ចង់ឱ្យគំនូសពណ៌ដែលបានរក្សាទុករបស់អ្នក មាននៅលើគ្រប់ឧបករណ៍ទាំងអស់មែនទេ? ចុះឈ្មោះប្រើ ឬចុះឈ្មោះចូល
The Word for The World International

: