Johwani 16:22-23

Johwani 16:22-23 KBT

Saka munosuwa iye manje, asi ndichakuonai pakare futi muchapfara, hapanai achakutorerai mufaro wenyu.” “Pazuva rakarero hapanai chamuchandikumbira. Chokwadi ndinoti kwamuri, mukakumbira Baba chinhu chipi zvachene muzita rangu vanokupasai.

អាន Johwani 16