Mabasa yoNhumwa 7:59-60

Mabasa yoNhumwa 7:59-60 KBT

Pavanga vachimutema nomatombo Sitefani, adonamata achiti, “Ishe Jesu tambirai mweya wangu.” Adopfugama, ndokunamata kamu noizvi rikuru achiti, “Ishe, rekai kuvapasa murandu wochitema chakarechi.” Adoti wanyaira zvakarezvi adobva wapfa.

អាន Mabasa yoNhumwa 7