Mabasa yoNhumwa 4:13
Mabasa yoNhumwa 4:13 KBT
Zvino pavadoona zvivindi zvaPita naJohwani, vachiona kuti vanga vasinai kudzidza, vari vanhuwo zvavo, vadoshamisiwa nazvo, vadobva vaziva kuti vanga vanaJesu.