Mabasa yoNhumwa 21:13
Mabasa yoNhumwa 21:13 KBT
Zvino Phauro adopindura achiti, “Chii chamurikuita, muchirira nokupwanya mwoyo wangu? Nokuti ndidozvimisira aikona kusungiwa chete asi kana kutopfira zita raIshe Jesu kuJerusarema.”