Mabasa yoNhumwa 15:8-9
Mabasa yoNhumwa 15:8-9 KBT
Uye Mwari iye anoziva mwoyo adonangidza kuti adovabvuma kuburikidza nokuvapasa Mweya Mutsvene sezvaadoitawo kwatiri. Iye haanai kuisa musiyano pakati pedu naivo, asi adochenesa mwoyo yavo nokutenda.