Mabasa yoNhumwa 14:9-10
Mabasa yoNhumwa 14:9-10 KBT
Iye adotetekera Phauro achinyaira, naPhauro adomunangaritsa ndokuona kuti anokutenda kwokuti aporesewe, adoti nodzinga rino ruzha, “Sumuka umire notsoka dzako.” Iye panguwa yakareyo adochiruka ndokutekaira.


