Mabasa yoNhumwa 11:26
Mabasa yoNhumwa 11:26 KBT
uye paadomuwana, adouya naye kuAndiyoki. Kwogore rese vaiungana nokherekhe, vachidzidzisa vanhu vadowanda, uye paAndiyoki vadzidzi ndipo pavadothanga kudaidziwa kuti vaKhirisitu.