Mabasa yoNhumwa 11:23-24
Mabasa yoNhumwa 11:23-24 KBT
Iye paadosvika achiona mutsa waMwari, adofara, ndovakurudzira vese kuti varambe vadotendeka kuna Ishe nokuchinangwa chidosimba, nokuti waiva murume adonaka, adozara naMweya Mutsvene nokutenda. Vazinji vadoingidzihwa kuna Ishe.

