Mabasa yoNhumwa 1:4-5

Mabasa yoNhumwa 1:4-5 KBT

Adovaraira paanga achija navo achiti, “Rekai kubirika muJerusarema, asi garirirai chipo chidovimbisiwa naBaba vangu chamudonzva ndichinyaira pamusoro pachene. Nokuti Johwani adoombeka nomvura, asi mumazuva mashomashoma muchaombekewa naMweya Mutsvene.”

អាន Mabasa yoNhumwa 1